Kuungudza kwaJeremia 3:31-32
Kuungudza kwaJeremia 3:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vanhu havangaraswi naIshe nokusingaperi. Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi, rukuru sei rudo rwake rusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:31-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Ishe haangadzingi nokusingaperi. Nokuti kunyange akachemedza, achanzwira tsitsi nokuwanda kwengoni dzake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti Tenzi haarase munhu zvachose. Anogona kurwadzisa zvake asi ane tsitsi maererano nokuwanda kwemwoyochena wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3