Nokuti vanhu havangaraswi naIshe nokusingaperi. Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi, rukuru sei rudo rwake rusingaperi.
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3
Terera ku Kuungudza kwaJeremia 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kuungudza kwaJeremia 3:31-32
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo