Joshua 15:63
Joshua 15:63 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Judha haana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vakanga vachigara muJerusarema; nanhasi vaJebhusi vageremo navanhu veJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 15Joshua 15:63 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vana vaJudha vakanga vasingagoni kudzinga vaJebhusi vakanga vagere Jerusaremu; asi vaJebhusi vakagara Jerusaremu pamwechete navana vaJudha kusvikira nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 15Joshua 15:63 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vedzinza rokwaJudha havana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vagari vomuJerusaremu. Saka vaJebhusi ivava vagere nevokwaJudha muJerusaremu kusvikira pari nhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 15