Isaya 40:7-8
Isaya 40:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uswa hunooma uye maruva anowa, nokuti mweya waJehovha unofuridzira pamusoro pazvo. Zvirokwazvo vanhu uswa. Uswa hunooma uye maruva anowa, asi shoko raMwari wedu rinogara nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uswa hunowoma, ruva rinosvava, nokuti mweya weJehovha unofuridza pamusoro pazvo; zvirokwazvo vanhu uswa. Huswa hunooma, ruva rinosvava; asi shoko raMwari wedu richagara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uswa hunouna, ruva rinosvava pazvinongorohwa nemhepo inofuridzwa naTenzi kwazviri, chokwadika vanhu uswa zvahwo. Uswa hunouna, ruva rinosvava asi shoko raMwari wedu rinogara nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40