Ʋuswa ʋunowoma, ruʋa rinoȿaʋa, nokuti mŋeya waJehova unofuridza pamsoro paɀo; ɀirokwaɀo ʋanhu ʋuswa. Ʋuswa ʋunowoma, ruʋa rinoȿaʋa; asi shoko raMŋari weɗu ricagara nokusiŋgaperi.
Verenga chikamu Isaya 40
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 40:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo