VaHebheru 2:11
VaHebheru 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose, iye anoita kuti vanhu vave vatsvene uye avo vanoitwa vatsvene ndevemhuri imwe chete. Saka Jesu haana nyadzi kuti avaidze hama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2