VaHebheru 13:15-16
VaHebheru 13:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, kubudikidza naJesu ngatirambei tichipa kuna Mwari chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibayiro chemiromo inopupura zita rake. Uye musakanganwa kuita zvakanaka nokugoverana navamwe, nokuti Mwari anofadzwa nezvibayiro zvakadai.
VaHebheru 13:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo ngatirambe tichibayira Mwari naye chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibereko chemiromo inopupura zita rake. Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibayiro zvakadai.
VaHebheru 13:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatirambei tichingopira nokwaari chibayiro chokurumbidza Mwari. Ndiwo muchero womuromo unopupura nezvezita rake. Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari.
VaHebheru 13:15-16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ŋgatirambe ticiɓayira Mŋari naye ciɓayiro cokumurumbidza, ndico ciɓereko cemiromo inopupura zita rake. Asi musakaŋganwa kuita ɀakanaka nokugoʋana; nokuti Mŋari unofara neɀiɓayiro ɀakaɗai.
VaHebheru 13:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)