Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 13:15-16

VaHebheru 13:15-16 SCLBD

Ngatirambei tichingopira nokwaari chibayiro chokurumbidza Mwari. Ndiwo muchero womuromo unopupura nezvezita rake. Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari.