Ekisodho 6:13
Ekisodho 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akataura naMosesi naAroni, akavatuma neshoko kuvana vaIsiraeri nokuna Farao, mambo weIjipiti, kuti vabudise vana vaIsiraeri munyika yeIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akataura kuna Mozisi naAroni pamusoro pavaIsraeri napamusoro paFaro mambo weIjipiti, uye akavarayira kuti vabudise vaIsraeri kubva muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6Ekisodho 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 6