Ekisodho 18:13
Ekisodho 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fume mangwana, Mozisi akagara pachigaro chake kuti ashande somutongi wavanhu, uye ivo vakamira vakamupoteredza kubva mangwanani kusvikira madekwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18Ekisodho 18:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino fume mangwana Mosesi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMosesi kubva mangwanani kusvikira madekwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18Ekisodho 18:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 18