VaEfeso 6:19-20
VaEfeso 6:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munyengeterere neniwo, kuti pose pandinoshama muromo wangu, ndipiwe mashoko kuitira kuti ndigozivisa chakavanzika chevhangeri ndisingatyi, iro randiri nhume yakasungwa nengetani. Nyengeterai kuti ndiritaure ndisingatyi, sezvandinofanira.
VaEfeso 6:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
neniwo, kuti ndipiwe shoko kuti ndidudzire ndisingatyi zvakavanzika zveVhangeri, yandiri nhume yayo yakasungwa nengetani; kuti ndizvitaure ndisingatyi, sezvandinofanira kutaura.
VaEfeso 6:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikumbirireiwo ini kuti ndiwaniswe mashoko pandinenge ndave kuda kutaura kuti ndiparidze nechivindi chakavandika chiya chezveShoko Rakanaka randiri nhume yaro iri muusungwa kuti ndiriparidze ndakashinga sezvandinofanira kuita.
VaEfeso 6:19-20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
neni ʋo, kuti ndipiwe shoko kana ndicishamisa muromo waŋgu, kuti ndiɗudzire ndisiŋgatyi ɀakaʋanzika ɀeEvaŋgeri, yandiri nhume yayo yakasuŋgwa namatare; kuti ndiɀitaure ndisiŋgatyi, seɀandinofanira kutaura.
VaEfeso 6:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)