VaEfeso 6:15-16
VaEfeso 6:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye tsoka dzenyu dzakashongedzwa negadziriro inobva pavhangeri rorugare. Pamusoro paizvozvi zvose, torai nhoo yokutenda, iyo yamunogona kudzima nayo miseve inopfuta yowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
makasunga patsoka dzenyu kugadzirwa kweVhangeri yorugare; pamusoro paizvozvi makatora nhoo huru yokutenda, yamungagona kudzima nayo miseve yose yomoto yowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutsoka dzenyu pfekai shangu dzokuda kuparidza Shoko Rakanaka rorugare uyewo garai nguva dzose makabata nhoo yechitendero yamunogona kudzima nayo miseve yose yomoto yewakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6