Dhuteronomi 7:1
Dhuteronomi 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana Jehovha Mwari wenyu akusvitsai munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu akadzinga ndudzi zhinji pamberi penyu dzinoti: vaHiti, vaGirigashi, vaAmori, vaKenani vaPerizi, vaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzakakura uye dzakasimba kukupfuurai
Dhuteronomi 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Kana Tenzi Mwari wenyu azokuunzai munyika yamuri kundotora, achakudzingirai marudzi aya avanhu akasimba anoti: vaHiti navaGirigashi navaAmori navaKanani navaPerizi navaHivhi navaJebhusi.
Dhuteronomi 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana Jehovha Mwari wenyu akusvitsai munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu akadzinga ndudzi zhinji pamberi penyu dzinoti: vaHiti, vaGirigashi, vaAmori, vaKenani vaPerizi, vaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzakakura uye dzakasimba kukupfuurai
Dhuteronomi 7:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino kana Jehovha Mwari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadzinga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: vaHeti, navaGirigashi, navaAmori, navaKenani, navaPerezi, navaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzinokukunda noukuru nesimba
Dhuteronomi 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana Tenzi Mwari wenyu azokuunzai munyika yamuri kundotora, achakudzingirai marudzi aya avanhu akasimba anoti: vaHiti navaGirigashi navaAmori navaKanani navaPerizi navaHivhi navaJebhusi.
Dhuteronomi 7:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kana Jehova Mŋari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadziŋga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: ʋaHeti, naʋaGirgashi, naʋaAmori, naʋaKanani, naʋaPerezi, naʋaHiʋi, naʋaJebusi, ndudzi nomŋe dzinokukunda noʋukuru nesimba