Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 7:1

Kutsinhira Mutemo 7:1 SCLBD

“Kana Tenzi Mwari wenyu azokuunzai munyika yamuri kundotora, achakudzingirai marudzi aya avanhu akasimba anoti: vaHiti navaGirigashi navaAmori navaKanani navaPerizi navaHivhi navaJebhusi.