Dhuteronomi 31:14
Dhuteronomi 31:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino zuva rokufa kwako rava pedyo. Dana Joshua mugondomira muTende Rokusangana kuti ndimurayire.” Saka Mozisi naJoshua vakauya vakazviratidza paTende Rokusangana.
Dhuteronomi 31:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, mazuva okufa kwako aswedera; dana Joshua mundomira mutende rokusangana, kuti ndimuraire iye.” Mosesi naJoshua vakandomira mutende rokusangana.
Dhuteronomi 31:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Chitarisa uone kuti mazuva ako okuti uchifa ava kusvika. Chidaidza Joshuwa muende kutendhe rokusanganira kuti ndimuturire basa.” Mosesi naJoshuwa vakaenda kutendhe rokusanganira.
Dhuteronomi 31:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tarira, mazuʋa okufa kwako asweɗera; ɗana Joshua mundomira mutente rokusoŋgana, kuti ndimuraire iye. Mosesi naJoshua ʋakandomira mutente rokusoŋgana.
Dhuteronomi 31:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)