Dhuteronomi 30:19
Dhuteronomi 30:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Denga nenyika ngazvindipupurirewo nhasi uno kwauri kuti ndakuisira uku upenyu, uku rufu uyewo uku chikomborero, uku rushambwa kuti uzvisarudzire. Saka chisarudza upenyu kuti urarame iwe navana vako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 30Dhuteronomi 30:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nhasi uno ndinodana denga nenyika kuti zvikupupurirei kuti ndaisa pamberi penyu upenyu nerufu, maropafadzo nokutukwa. Zvino sarudza upenyu, kuitira kuti iwe navana vako mugorarama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 30Dhuteronomi 30:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinodana kudenga napasi kukupupurirai nhasi, kuti ndaisa pamberi pako upenyu norufu, kuropafadzwa nokutukwa; naizvozvo tsaura upenyu, kuti urarame, iwe navana vako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 30Dhuteronomi 30:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Denga nenyika ngazvindipupurirewo nhasi uno kwauri kuti ndakuisira uku upenyu, uku rufu uyewo uku chikomborero, uku rushambwa kuti uzvisarudzire. Saka chisarudza upenyu kuti urarame iwe navana vako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 30