Dhuteronomi 10:16
Dhuteronomi 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, dzingisai mwoyo yenyu, uye murege kuva nemitsipa mikukutu zvakare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo dzingisai mwoyo yenyu, murege kuva nemitsipa mikukutu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka chibvisai mumwoyo menyu zvose zvoumhandupandu izvi, mukande pasi zvose zvoundambakuudzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10