Mabasa 9:15-16
Mabasa 9:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Ishe akati kuna Ananiasi, “Enda! Murume uyu mudziyo wangu wandakasanangura kuti aende nezita rangu pamberi pevedzimwe ndudzi napamberi pamadzimambo avo uye napamberi paIsraeri. Ndichamuratidza kuti anofanira kutambudzika sei nokuda kwezita rangu.”
Mabasa 9:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Ishe akati kwaari, “Enda, nokuti iye mudziyo wakasanangurwa neni, kuti aende nezita rangu kuvahedheni, namadzimambo, nokuvana vaIsiraeri; nokuti ndichamuratidza zvose, zvaachafanira kutamburira nokuda kwezita rangu.”
Mabasa 9:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Tenzi akati kwaari, “Enda zvako nokuti iye mudziyo wangu wokutakura zita rangu pamberi pevechirudzi napamberi pamadzimambo napamberi pavaIsiraeri, nokuti ndichamuratidza kuti anofanira kutambudzika zvakadiyi pamusana pezita rangu.”
Mabasa 9:15-16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi Ishe akati kwaari: Enda, nokuti iye mudziyo wakasanaŋgurwa neni, kuti aende nezita raŋgu kuʋahedeni, namadzimambo, nokuʋana ʋaIsraeri; nokuti ndicamuratidza ɀose, ɀaacafanira kutamburira nokuɗa kwezita raŋgu.
Mabasa 9:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)