2 Samueri 6:13-14
2 Samueri 6:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino avo vakanga vakatakura areka yaJehovha vaiti vakafamba nhambwe nhanhatu, vobayira nzombe nemhuru yakakodzwa. Dhavhidhi, akapfeka efodhi yomucheka, akatamba pamberi paJehovha nesimba rake rose
2 Samueri 6:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nguva dzose kana ivo, vakatakura areka vachinge vafamba nhambwe nhanhatu, akabaya mombe nemhuru yakakora. Dhavhidhi akatamba pamberi paJehovha nesimba rake rose; Dhavhidhi akanga akafuka efhodhi yomucheka.
2 Samueri 6:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakanga vakatakura bhokisi raTenzi rechitenderano pavakangoti fambei nhanho nhanhatu, akabvawo apira chibayiro chemombe nechimhuru chakakodzwa. Dhavhidhi akatamba achipemberera Tenzi napose paaigonera. Izvozvo Dhavhidhi akanga akapfeka efodhi yerineni.
2 Samueri 6:13-14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ŋguʋa dzose kana iʋo, ʋakaŋga ʋakatakura areka ʋaciŋge ʋafamba nhambge nhanhatu, akaɓaya ŋombe nemhuru yakakora. Davidi akatamba pamberi paJehova nesimba rake rose; Davidi akaŋga akafuka efodi yomuceka.
2 Samueri 6:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)