2 Petro 1:12
2 Petro 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka ndicharamba ndichikuyeuchidzai zvinhu izvi, kunyange zvazvo muchizviziva uye makanyatsosimba muchokwadi chamunacho zvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 12 Petro 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka handingaregi kukuyeuchidzai zvinhu izvi nguva dzose, kunyange muchizviziva henyu, uye makasimba muchokwadi chamunacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 12 Petro 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ndinoda kupota ndichikuyeuchidzai zvinhu izvi kunyange zvazvo muchizviziva kare uye kunyange zvazvo makadzika midzi muchokwadi chamunacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 1