2 Petro 1:10
2 Petro 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, hama dzangu, shingairai kwazvo kuti muite kuti kudanwa kwenyu nokusanangurwa kwenyu kusimbe. Nokuti kana muchiita zvinhu izvi, hamungatongogumburwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 12 Petro 1:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka, hama dzangu, shingairai kwazvo kuti musimbise kudanwa nokusanangurwa kwenyu; nokuti kana muchiita izvozvi hamungatongogumburwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 12 Petro 1:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo hama shingairai zvikuru kuti musimbaradze kudaidzwa kwenyu nokusarudzwa kwenyu nokuti mukadai hamuzoputsiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 1