2 VaKorinde 5:6-7
2 VaKorinde 5:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Naizvozvo takatsunga mwoyo nguva dzose. Tinoziva kuti patinenge takaita musha mumuviri wedu, tinenge tichitova kure naTenzi nokuti pakufamba kwedu tinotungamirirwa nechitendero, kwete nezvatinoona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo tinotsunga mwoyo nguva dzose uye tinoziva kuti kana tichigara mumuviri, tiri kure naIshe. Tinorarama nokutenda, kwete nokuona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo tinotsunga mwoyo nguva dzose, tichiziva kuti kana tichigara mumuviri hatigari kuna Ishe; nokuti tinofamba nokutenda, hatifambi nokuona
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo takatsunga mwoyo nguva dzose. Tinoziva kuti patinenge takaita musha mumuviri wedu, tinenge tichitova kure naTenzi nokuti pakufamba kwedu tinotungamirirwa nechitendero, kwete nezvatinoona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5