Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 5:6-7

2 Vakorinde 5:6-7 SCLBD

Naizvozvo takatsunga mwoyo nguva dzose. Tinoziva kuti patinenge takaita musha mumuviri wedu, tinenge tichitova kure naTenzi nokuti pakufamba kwedu tinotungamirirwa nechitendero, kwete nezvatinoona.