2 Makoronike 32:31
2 Makoronike 32:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pakatumwa nhume navatongi veBhabhironi kuti vamubvunze pamusoro pechiratidzo chechishamiso chakanga chaitika munyika, Mwari akamusiya kuti amuedze uye kuti azive zvose zvaiva mumwoyo make.

2 Makoronike 32:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi pashoko renhume dzamachinda eBhabhironi, akatuma kwaari kuzomubvunza pamusoro pechishamiso chakanga chaitwa panyika, Mwari akamusiya kuti amuedze, kuti azive zvose zviri mumwoyo make.
2 Makoronike 32:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Panyaya yenhumwa dzamakurukota okuBhabhironi vaiva vatumwa kwaari kuzonzwa nezvechiratidzo chakanga chaitika munyika imomo, Mwari akambomusiya kuti azvionere achimuedza kuti aone chaizvoizvo kuti munhu ane mwoyo wakadii.
2 Makoronike 32:31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi pashoko renhume dzamacinda eBabironi, akatuma kwaari kuzomubvunza pamsoro pecishamiso cakaŋga caitwa panyika, Mŋari wakamusiya, kuti amuidze, kuti aziʋe ɀose ɀiri mumŋoyo make.
2 Makoronike 32:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)