Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Nhoroondo 32:31

2 Nhoroondo 32:31 SCLBD

Panyaya yenhumwa dzamakurukota okuBhabhironi vaiva vatumwa kwaari kuzonzwa nezvechiratidzo chakanga chaitika munyika imomo, Mwari akambomusiya kuti azvionere achimuedza kuti aone chaizvoizvo kuti munhu ane mwoyo wakadii.