1 VaKorinde 9:19
1 VaKorinde 9:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kunyange ndakasununguka kuna vose, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kunyange ndisiri muranda waani zvake, ndakazviita muranda wavose kuti ndiwane vakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange zvangu ndakasununguka uye ndisiri muranda womunhu, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 9