1 VaKorinde 15:28
1 VaKorinde 15:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana achinge aita izvi, ipapo Mwanakomanawo pachake achaiswa pasi paiye akaisa zvinhu zvose pasi pake kuti Mwari agova zvose mune zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana zvose zvaiswa pasi pake, ipapo noMwanakomanawo amene achaiswa pasi paiye akaisa zvose pasi pake, kuti Mwari ave zvose kuna vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana zvinhu zvose zvaiswa pasi pake nezvo Mwanakomana pachakewo achava pasi pouyo akaisa zvinhu zvose pasi pake kuti Mwari ave Mwari wazvose muna zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 15