1 VaKorinde 15:27
1 VaKorinde 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake. Zvino kana achiti “zvinhu zvose” zvakaiswa pasi petsoka dzake, zviri pachena kuti izvi hazvisanganisiri Mwari pachake, iye akaisa zvinhu zvose pasi paKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake. Zvino kana achiti, “Zvose zvakaiswa pasi pake, zvinoonekwa pachena kuti iye, akaisa zvose pasi pake, haaiswipo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinonzi, “Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake.” Zvino kana zvichinzi zvinhu zvose zvakaiswa pasi pake, zviri pachena kuti hazvibatanidziri naiye, Mwari akaisa zvinhu zvose pasi pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 15