1 VaKorinde 15:19-20
1 VaKorinde 15:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana tine tariro muna Kristu nokuda kwoupenyu huno chete, tinonzwisa urombo kupfuura vanhu vose. Asi, zvirokwazvo Kristu akamutswa kubva kuvakafa, akava chibereko chokutanga chavavete.
1 VaKorinde 15:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana tine tariro kuna Kristu muhupenyu uhwu bedzi, tinonzwisa urombo kukunda vanhu vose. Asi zvino Kristu akamutswa kuvakafa, akava chibereko chokutanga chavavata.
1 VaKorinde 15:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muna Kristu kana tariro yedu ichingova mune zvoupenyu huno chete, pavanhu vose, ndisu vanhu vanonzwisa urombo zvikuru kwazvo. Asi chokwadi ndechokuti Kristu akamutswa kuvafi semichero yokutanga yaavo varere.
1 VaKorinde 15:19-20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana tinetariro kunaKristu paʋupenyu ubgu ɓedzi, tinonzwisa ʋurombo kukunda ʋanhu ʋose. Asi ɀino Kristu wakamutswa kuʋakafa, akaʋa ciɓereko cokutaŋga caʋaʋata.
1 VaKorinde 15:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)