1 VaKorinde 15:14
1 VaKorinde 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana Kristu asina kumutswa, kuparidza kwedu hakuna maturo, saizvozvowo nokutenda kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye, dai Kristu asina kumutswa, kuparidza kwedu kungadai kuchiva pasina, nokutenda kwenyu kungadai kuchiva pasinawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 151 VaKorinde 15:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana Kristu asina kumutswa, kuparidza kwedu hakuna maturo uye chitendero chenyu hachina basa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 15