Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 72:12-14

Mapisarema 72:12-14 BDSC

Nokuti acharwira vanoshayiwa vanodanidzira; vanonetswa vasina anovabatsira. Achanzwira ngoni vasina simba navanoshayiwa, uye achaponesa vanoshayiwa kubva parufu. Achavanunura pakudzvinyirirwa nokuitirwa zvinhu nechisimba, nokuti ropa ravo rinokosha pamberi pake.