Nokuti acharwira mushaiwi kana achidanidzira; Nomurombo asina mubatsiri. Achanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Achaponesa mweya yavashaiwi. Achadzikinura mweya yavo pakutambudzika napakumanikidzwa; Ropa ravo richava chinhu chinokosha pamberi pake
Verenga chikamu Mapisarema 72
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 72:12-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo