Kudenga denga kwakaitwa neshoko raJehovha, hondo dzenyeredzi dzaikoko, nokufema kwomuromo wake. Anounganidza mvura zhinji yegungwa muzvirongo; anoisa kwakadzika mumatura. Nyika yose ngaitye Jehovha; marudzi ose enyika ngaamuremekedze. Nokuti iye akataura, zvikaitika; akarayira, zvikamira zvakasimba.
Verenga chikamu Mapisarema 33
Terera ku Mapisarema 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 33:6-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo