Kudenga-denga kwakaitwa neshoko raJehovha, Uye hondo dzose dzoko nokufema kwomuromo wake. Anounganidza mvura zhinji yegungwa pamwechete somurwi; Anochengeta mvura zhinji dzakadzika mumatura. Nyika yose ngaitye Jehovha; Vose vagere panyika ngavadedere pamberi pake. Nokuti iye akataura, zvikaitika; Akaraira, zvikamira zvikasimba.
Verenga chikamu Mapisarema 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 33:6-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo