Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 30:1-2

Mapisarema 30:1-2 BDSC

Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro kwamuri uye mukandiporesa.