Mapisarema 30:1-2
Mapisarema 30:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro kwamuri uye mukandiporesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30Mapisarema 30:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakukudzai zvikuru, Jehovha; nokuti makandisimudza, Hamuna kutendera vavengi vangu kufara nokuda kwangu. Jehovha, Mwari wangu, Ndakachema kwamuri, imi mukandiponesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30Mapisarema 30:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokurumbidzai TENZI nokuti makandinyurura uye nokuti hamuna kurega vavengi vangu vachindidadira. TENZI, Mwari wangu ndakachema kwamuri kuti mundibatsire imi mukandirapa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 30