Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 28:8-9

Mapisarema 28:8-9 BDSC

Jehovha ndiye simba ravanhu vake, nhare yoruponeso yomuzodziwa wake. Ponesai vanhu venyu uye muropafadze nhaka yenyu; ivai mufudzi wavo uye muvatakure nokusingaperi.