Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 147:3-4

Mapisarema 147:3-4 BDSC

Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda avo. Anotara kuwanda kwenyeredzi, anodana imwe neimwe nezita rayo.