Mapisarema 147:3-4
Mapisarema 147:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, Anosunga mavanga avo. Anotara kuwanda kwenyeredzi; Anodzipa dzose mazita adzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Anorapa vakarasa mwoyo, anosunga maronda avo. Ndiye akaronga uwandu hwenyenyedzi ndiye anodzidoma dzose namazita adzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda avo. Anotara kuwanda kwenyeredzi, anodana imwe neimwe nezita rayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, Anosunga mavanga avo. Anotara kuwanda kwenyeredzi; Anodzipa dzose mazita adzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147Mapisarema 147:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anorapa vakarasa mwoyo, anosunga maronda avo. Ndiye akaronga uwandu hwenyenyedzi ndiye anodzidoma dzose namazita adzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 147