Akadana nzara panyika ikaparadza zvose zvaiuyisa zvokudya; uye akatuma munhu pamberi pavo, iye Josefa, akatengeswa senhapwa. Vakakuvadza tsoka dzake nezvisungo mutsipa wake ukaiswa mumatare esimbi, kusvikira zvaakareva zvazadziswa, kusvikira shoko raJehovha raratidza kutendeka kwake.
Verenga chikamu Mapisarema 105
Terera ku Mapisarema 105
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 105:16-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo