Akadana nzara kuti iuye panyika; Akavhuna mudonzvo wose wechingwa. Akatuma murume pamberi pavo; Josefa akatengeswa akava muranda; Vakakuvadza tsoka dzake nezvisungo zvesimbi, Akasungwa namaketani amatare; Kusvikira panguva yakaitika shoko rake; Shoko raJehovha rakamuidza.
Verenga chikamu Mapisarema 105
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 105:16-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo