Mapisarema 104:5-7
Mapisarema 104:5-7 BDSC
Akamisa nyika pamusoro penheyo dzayo; haingatongozungunuswi. Makaifukidza nokwakadzika somunofukidza nenguo; mvura zhinji yakamira pamusoro pamakomo. Asi pakutsiura kwenyu mvura zhinji yakatiza, pakunzwa kutinhira wenyu yakatiza

