Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 104:5-7

Nziyo 104:5-7 SCLB

Makamisa nyika paugaro hwayo kuti irege kumbozunguzwa. Makaifukidza nemvura yakadzika sehanzu mvura yaifukidza makomo zvokutoapfuurira. Pamakaitsiura, mvura yakabva yatiza, payakangonzwa kutinhira kwenyu yakatiza.

Verenga chikamu Nziyo 104