Akateya nheyo dzapasi; Kuti parege kuzununguswa nokusingaperi. Makapafukidza nemvura yakadzika sechisimiro; Mvura zhinji yakamira pamusoro pamakomo, Makati muchituka ikatiza; Izwi rokutinhira kwenyu rakati richinzwika, ikachimbidzika kuenda.
Verenga chikamu Mapisarema 104
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 104:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo