Mwanakomana wangu, chengetedza kutonga kwakanaka nokungwara, usazvirega zvichibva pameso ako; zvichava upenyu kwauri, chishongo chakanaka pamutsipa wako. Ipapo uchafamba panzira yako murugare, uye rutsoka rwako harungagumburwi; paunovata pasi, haungatyi; paunovata pasi, hope dzako dzichava dzakanaka. Usatya zvako dambudziko rinovhundutsa kana kuparadza kunokunda vakaipa, nokuti Jehovha achava chivimbo chako uye achachengeta rutsoka rwako kuti rurege kubatwa.
Verenga chikamu Zvirevo 3
Terera ku Zvirevo 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 3:21-26
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo