Mwanakomana wangu, ngazvirege kubva pameso ako; Chengeta uchenjeri chaihwo nokungwara. Ipapo zvichava upenyu hwomweya wako; Noukomba pamutsipa wako. Ipapo uchafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako harungagumburwi. Kana uchivata pasi haungatyi; Uye kana wavata pasi hope dzako dzichava dzakanaka. Usatya hako chivhunduso chinokuwira kamwe-kamwe, Kunyange kuparadzwa kwavakaipa, kana kuchisvika; Nokuti Jehovha achava chivimbo chako; Achachengeta rutsoka rwako, kuti rurege kubatwa.
Verenga chikamu Zvirevo 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 3:21-26
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo