Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 11:5-6

Zvirevo 11:5-6 BDSC

Kururama kwavasina chavangapomerwa kunovaruramisira nzira yavo, asi vakaipa vachaparadzwa nezvakaipa zvavo. Kururama kwavakarurama kunovarwira, asi vasina kutendeka vanosungwa nezvishuvo zvavo zvakaipa.