Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 8:31-33

Mako 8:31-33 BDSC

Akatanga kuvadzidzisa kuti Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika pazvinhu zvizhinji uye agorambwa navakuru, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, uye kuti anofanira kuurayiwa, uye shure kwamazuva matatu agomukazve. Akataura pachena pamusoro pazvo, uye Petro akaenda naye parutivi akatanga kumutsiura. Asi Jesu akati atendeuka akatarira kuvadzidzi vake, akatsiura Petro achiti, “Enda shure kwangu, Satani! Iwe hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako, asi zvinhu zvavanhu.”