Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 11:24-25

Mako 11:24-25 BDSC

Naizvozvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu. Uye paunomira uchinyengetera, kana mumwe munhu akakutadzira, muregerere, kuitira kuti Baba vako vari kudenga vagokuregerera zvivi zvako.