Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 1:35-37

Mako 1:35-37 BDSC

Mangwanani-ngwanani, kuchakasviba, Jesu akamuka akabuda mumba akaenda kunzvimbo yaakanga ari oga, ikoko akandonyengetera. Simoni navamwe vake vakaenda kundomutsvaka, uye vakati vamuwana, vakati, “Vanhu vose vanokutsvakai!”